Online Bible

- Advertisements -

Mupiro 22:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 “Kana kwaberekwa mhuru yemombe kana hwayana kana mbudzana ngaimboregerwa iina amai vayo kwamazuva manomwe, kubvira pazuva rorusere inenge yogamuchirika somupiro unoita zvokupiswa kuna Tenzi.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

27 Kana nzombe, kana gwai, kana mbudzi ɀiciɓerekwa, ɀinofanira kugara panamai ʋaɀo mazuʋa manomŋe; kubva pazuʋa rorusere napashure paro ɀiŋgagamucirwa kuti ɀiite cipo cinopisirwa Jehova.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

27 “Kana nzombe, kana gwai, kana mbudzi zvichiberekwa, zvinofanira kugara pana mai vazvo mazuva manomwe; kubva pazuva rorusere napashure paro zvingagamuchirwa kuti zviite chipo chinopisirwa Jehovha.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 “Kana kwaberekwa mhuru yemombe kana hwayana kana mbudzana ngaimboregerwa iina amai vayo kwamazuva manomwe, kubvira pazuva rorusere inenge yogamuchirika somupiro unoita zvokupiswa kuna Tenzi.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

27 “Kana kwaberekwa mhuru yemombe kana hwayana kana mbudzana ngaimboregerwa iina amai vayo kwamazuva manomwe, kubvira pazuva rorusere inenge yogamuchirika somupiro unoita zvokupiswa kuna Tenzi.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

27 “Mhuru, kana gwai, kana mbudzi ikaberekwa, inofanira kugara namai vayo kwamazuva manomwe. Kubva pazuva rorusere zvichienda mberi, ichagamuchirwa sechipiriso chinoitirwa Jehovha nomoto.

See the chapter Copy

Mupiro 22:27

Follow us:

Advertisements

Advertisements