Online Bible

- Advertisements -

Mupiro 22:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Chipfuwo chipi nechipi zvacho chinenge chakasvuurwa, kana kupwanywa kana kuchekwa kana kubvarurwa musachipire kuna Tenzi kana kuchiita chibayiro munyika menyu.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

24 Musapa Jehova cinhu cinamanhu akakuʋadzwa, kana akapxanyika, kana akaputswa, kana akacekwa; musaɗaro panyika yenyu.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

24 Musapa Jehovha chinhu china manhu akakuvadzwa, kana akapwanyika, kana akaputswa, kana akachekwa; musadaro panyika yenyu.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

24 Chipfuwo chipi nechipi zvacho chinenge chakasvuurwa, kana kupwanywa kana kuchekwa kana kubvarurwa musachipire kuna Tenzi kana kuchiita chibayiro munyika menyu.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

24 Chipfuwo chipi nechipi zvacho chinenge chakasvuurwa, kana kupwanywa kana kuchekwa kana kubvarurwa musachipire kuna Tenzi kana kuchiita chibayiro munyika menyu.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

24 Hamufaniri kupa kuna Jehovha chipiriso chemhuka ina manhu akakuvara, akatswanywa, akabvamburwa kana akachekwa. Hamufaniri kuita izvi munyika menyu.

See the chapter Copy

Mupiro 22:24

Follow us:

Advertisements

Advertisements