Mupiro 22:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Mombe kana hwai ine imwe nhengo yakaremara zvokuti yakarebesa kana kuti yakapfupikisa, munogona zvenyu kupira mupiro wokupa nechido chenyu, asi haigamuchirwe pamupiro wezvinenge zvakambotsidzwa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Kana iri nzombe ɗuku kana gwaiana ɀinemitezo yakareɓesa kana yakafupika, muŋgaʋuya naɀo kuti muite nhendo yokuɗa kwenyu, asi haɀiŋgagamucirwi pakuripira mhiko. See the chapterShona Bible 1949 revised 200223 Kana iri nzombe duku kana gwayana zvine mitezo yakarebesa kana yakapfupika, mungauya nazvo kuti muite nhendo yokuda kwenyu, asi hazvingagamuchirwi pakuripira mhiko. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Mombe kana hwai ine imwe nhengo yakaremara zvokuti yakarebesa kana kuti yakapfupikisa, munogona zvenyu kupira mupiro wokupa nechido chenyu, asi haigamuchirwe pamupiro wezvinenge zvakambotsidzwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona23 Mombe kana hwai ine imwe nhengo yakaremara zvokuti yakarebesa kana kuti yakapfupikisa, munogona zvenyu kupira mupiro wokupa nechido chenyu, asi haigamuchirwe pamupiro wezvinenge zvakambotsidzwa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Munogona kupa zvakadaro sechipo chokungopawo, nzombe kana gwai rakaremera kana zvine mitezo yakarebesa kana yakapfupikisa, asi hazvigamuchirwi pakuzadzisa mhiko. See the chapter |