Mupiro 22:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 kuti mupiro wake ugamuchirwe anofanira kupira chibayiro chikono chisina chinoshoreka pachiri, chehandira kana hondohwe kana makotora.’ See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 munofanira kuʋuya nomukono usina‐kuremara kana weŋombe, kana gondobge ramakwai, kana nhoŋgo yembudzi, kuti mugamucirwe. See the chapterShona Bible 1949 revised 200219 munofanira kuuya nomukono musina kuremara kana wemombe, kana gondohwe ramakwai, kana nhongo yembudzi, kuti mugamuchirwe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 kuti mupiro wake ugamuchirwe anofanira kupira chibayiro chikono chisina chinoshoreka pachiri, chehandira kana hondohwe kana makotora.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona19 kuti mupiro wake ugamuchirwe anofanira kupira chibayiro chikono chisina chinoshoreka pachiri, chehandira kana hondohwe kana makotora.’ See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 munofanira kupa mukono usina kuremara wemombe, kana gwai, kana mbudzi kuitira kuti zvigogamuchirwa panzvimbo yenyu. See the chapter |