Mupiro 22:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 “Taurira Aroni navanakomana vake navaIsiraeri vose kuti, ‘Kana mumwe munhu, muIsraeri kana mutorwa agere munyika yeIsiraeri, aunza mupiro wake wokupisa kuna Tenzi, ungave mupiro wezvaakambotsidza kana mupiro wokupa nechido chake unopirwa kuna Tenzi somupiro wokupisa, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Taura naAroni, naʋanakomana ʋake, naʋana ʋaIsraeri ʋose, uti kwaʋari: Aninani weimba yaIsraeri, kana waʋatorwa pakati paʋaIsraeri, unoʋuya necipo cake, kana ciri cemhiko, kana iri nhendo ipi neipi yokuɗa kwaʋo, caʋanoʋuya naco kunaJehova, kuti cipiswe; See the chapterShona Bible 1949 revised 200218 “Taura naAroni, navanakomana vake, navana vaIsiraeri vose, uti kwavari, ‘Ani naani weimba yaIsiraeri, kana wavatorwa pakati pavaIsiraeri, unouya nechipo chake, kana chiri chemhiko, kana iri nhendo ipi neipi yokuda kwavo, chavanouya nacho kuna Jehovha, kuti chipiswe; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 “Taurira Aroni navanakomana vake navaIsiraeri vose kuti, ‘Kana mumwe munhu, muIsraeri kana mutorwa agere munyika yeIsiraeri, aunza mupiro wake wokupisa kuna Tenzi, ungave mupiro wezvaakambotsidza kana mupiro wokupa nechido chake unopirwa kuna Tenzi somupiro wokupisa, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona18 “Taurira Aroni navanakomana vake navaIsiraeri vose kuti, ‘Kana mumwe munhu, muIsraeri kana mutorwa agere munyika yeIsiraeri, aunza mupiro wake wokupisa kuna Tenzi, ungave mupiro wezvaakambotsidza kana mupiro wokupa nechido chake unopirwa kuna Tenzi somupiro wokupisa, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 “Taura kuna Aroni navanakomana vake nokuvaIsraeri vose uti kwavari, ‘Kana mumwe wenyu, angava muIsraeri kana mutorwa, anogara muIsraeri, akapa chipo kuti chive chipiriso chinopiswa kuna Jehovha, kungava kuzadzisa mhiko kana kungopawo chipo, See the chapter |