Mupiro 22:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 vachivarega vachipara mhosva inotoripwa yokudya zvinhu zvavo zvinoera nokuti ini Tenzi ndini ndinovaita kuti vave vatsvene.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 kuti ʋarege kuʋa nemhoȿa yeɀiʋi, kana ʋacidya ɀinhu ɀaʋo ɀitȿene; nokuti ndini Jehova ndinoʋatsaura. See the chapterShona Bible 1949 revised 200216 kuti varege kuva nemhosva yezvivi, kana vachidya zvinhu zvavo zvitsvene; nokuti ndini Jehovha ndinovatsaura.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 vachivarega vachipara mhosva inotoripwa yokudya zvinhu zvavo zvinoera nokuti ini Tenzi ndini ndinovaita kuti vave vatsvene.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona16 vachivarega vachipara mhosva inotoripwa yokudya zvinhu zvavo zvinoera nokuti ini Tenzi ndini ndinovaita kuti vave vatsvene.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 nokuvabvumira kudya zvipiriso zvitsvene nokudaro vakazviuyisira mhosva pamusoro pavo inoda muripo. Ndini Jehovha, anovaita vatsvene.’ ” See the chapter |