Online Bible

- Advertisements -

Mupiro 22:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 “Kana munhu akadya zvinhu zvinoera mukusaziva, ngaaripe chaanenge adya, awedzere pachiri makumi maviri pazana roga roga raanofanira kuripa, ape mupristi zvinhu zvinoera izvozvo.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Kana munhu akadya cinhu citȿene asiŋgaziʋi, ucafanira kuwedzera ceshanu caco kwaciri, kuti adzosere kumuprista cinhu citȿene.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

14 “Kana munhu akadya chinhu chitsvene asingazivi, uchafanira kuwedzera cheshanu chacho kwachiri, kuti adzosere kumupristi chinhu chitsvene.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 “Kana munhu akadya zvinhu zvinoera mukusaziva, ngaaripe chaanenge adya, awedzere pachiri makumi maviri pazana roga roga raanofanira kuripa, ape mupristi zvinhu zvinoera izvozvo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 “Kana munhu akadya zvinhu zvinoera mukusaziva, ngaaripe chaanenge adya, awedzere pachiri makumi maviri pazana roga roga raanofanira kuripa, ape mupristi zvinhu zvinoera izvozvo.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 “ ‘Kana munhu upi zvake akadya chipiriso chitsvene nokusaziva, anofanira kudzorera kumuprista chipiriso ichi agowedzera chikamu chimwe chete muzvishanu pamusoro.

See the chapter Copy

Mupiro 22:14

Follow us:

Advertisements

Advertisements