Online Bible

- Advertisements -

Mupiro 22:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Asi kana mupristi akatenga muranda nemari kana muranda iyeyo anogona kuzvidya uye vakaberekwa mumusha make vangadye zvavo chokudya chaanodya iye.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Asi kana muprista akateŋga munhu nomuteŋgo wemari yake, iye uŋgaɀidya; ʋuye ʋose ʋanoɓerekerwa mumba make, ʋaŋgadya ɀokudya ɀake.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Asi kana mupristi akatenga munhu nomutengo wemari yake, iye ungazvidya; uye vose vanoberekerwa mumba make, vangadya zvokudya zvake.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Asi kana mupristi akatenga muranda nemari kana muranda iyeyo anogona kuzvidya uye vakaberekwa mumusha make vangadye zvavo chokudya chaanodya iye.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Asi kana mupristi akatenga muranda nemari kana muranda iyeyo anogona kuzvidya uye vakaberekwa mumusha make vangadye zvavo chokudya chaanodya iye.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Asi kana muprista akatenga nhapwa nemari, kana kuti nhapwa ikaberekerwa mumba make, nhapwa iyoyo inogona kudya chokudya chake.

See the chapter Copy

Mupiro 22:11

Follow us:

Advertisements

Advertisements