Mupiro 21:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 kana hanzvadzi yake mhandara, womumba, asati aroorwa, pamusana pake angazvin'orese zvake.’ See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 kana hanɀadzi yake iciri mhandara, hama yomumba, usina‐kumboʋa nomurume; uŋgaɀiȿiɓisa kwaari. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 kana hanzvadzi yake ichiri mhandara, hama yomumba, usina kumbova nomurume; ungazvisvibisa kwaari.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 kana hanzvadzi yake mhandara, womumba, asati aroorwa, pamusana pake angazvin'orese zvake.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 kana hanzvadzi yake mhandara, womumba, asati aroorwa, pamusana pake angazvin'orese zvake.’ See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 kana hanzvadzi yake isina kuroorwa yaanochengeta sezvo asina murume nokuda kwaiyeyu angagona kuzvisvibisa. See the chapter |