Mupiro 20:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 “Kana munhu akaenda kundobvunza vanosvikirwa kana vanoshopera achiita senzenza kuvateveredza, ini pachangu ndichaonana nomunhu iyeyo, ndichamucheka ukama nevokwake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Munhu unotsaukira kumaȿikiro naʋaʋuki kuʋateʋera pakupata, ndicanaŋanidza munhu uyo, ndimubvise pakati porudzi rwake. See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 “Munhu unotsaukira kumasvikiro navavuki kuvatevera pakupata, ndichananaidza munhu uyo, ndimubvise pakati porudzi rwake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 “Kana munhu akaenda kundobvunza vanosvikirwa kana vanoshopera achiita senzenza kuvateveredza, ini pachangu ndichaonana nomunhu iyeyo, ndichamucheka ukama nevokwake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 “Kana munhu akaenda kundobvunza vanosvikirwa kana vanoshopera achiita senzenza kuvateveredza, ini pachangu ndichaonana nomunhu iyeyo, ndichamucheka ukama nevokwake. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 “ ‘Ndichanangana nomunhu uyo achaenda kumasvikiro, nokuvadzimu achiita ufeve nokuvatevera uye ndichamubvisa pakati pavanhu vokwake. See the chapter |