Mupiro 20:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Kana vanhu venyika iyoyo vakamuona achipira mwana wake kuna Moreki vakanyarara zvavo, vakarega kumuuraya, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Kana ʋanhu ʋenyika ʋakaita saʋasiŋgaʋoni munhu uyo, kana acipa Moreki ʋamŋe pakati paʋana ʋake, ʋakasamuʋuraya; See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Kana vanhu vakaita savasingaoni munhu uyo, kana achipa Moreki vamwe pakati pavana vake, vakasamuuraya; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Kana vanhu venyika iyoyo vakamuona achipira mwana wake kuna Moreki vakanyarara zvavo, vakarega kumuuraya, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Kana vanhu venyika iyoyo vakamuona achipira mwana wake kuna Moreki vakanyarara zvavo, vakarega kumuuraya, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Kana vanhu vomunyika yake vakashaya hanya kana munhu uyu achipa mumwe wavana vake kuna Moreki vakasamuuraya, See the chapter |