Mupiro 20:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Ivai vatsvene kwandiri nokuti ini Tenzi ndiri mutsvene uyewo ndakakutsaurai mukati mendudzi dzevanhu kuti muve vangu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Munofanira kuʋa ʋatȿene kwandiri; nokuti ini Jehova ndiri mutȿene, ndakakutsaurai pakati pedzimŋe ndudzi, kuti muʋe ʋaŋgu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200226 Munofanira kuva vatsvene kwandiri; nokuti ini Jehovha ndiri mutsvene, ndakakutsaurai pakati pedzimwe ndudzi, kuti muve vangu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Ivai vatsvene kwandiri nokuti ini Tenzi ndiri mutsvene uyewo ndakakutsaurai mukati mendudzi dzevanhu kuti muve vangu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona26 Ivai vatsvene kwandiri nokuti ini Tenzi ndiri mutsvene uyewo ndakakutsaurai mukati mendudzi dzevanhu kuti muve vangu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Munofanira kuva vatsvene kwandiri nokuti ini Jehovha ndiri mutsvene. Ndakakutsaurai kubva kundudzi kuti muve vangu ndoga. See the chapter |