Mupiro 20:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Asi ini ndakakuudzai kuti, ‘Muchatora nyika yavo muchiita yenyu, nyika yakanaka inoerera uchi nomukaka. Ini Tenzi, Mwari wenyu ndini ndakakutsaurai mukati medzimwe ndudzi.’ See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Asi ndakakuʋudzai imi, ndikati: Mucagara nhaka yenyika yaʋo, ndicakupai iyo iʋe yenyu; inyika inoyerera mukaka noʋuci; ndini Jehova Mŋari wenyu, wakakutsaurai pakati pedzimŋe ndudzi. See the chapterShona Bible 1949 revised 200224 Asi ndakakuudzai imi, ndikati, ‘Muchagara nhaka yenyika yavo, ndichakupai iyo ive yenyu; inyika inoyerera mukaka nouchi; ndini Jehovha Mwari wenyu, wakakutsaurai pakati pedzimwe ndudzi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Asi ini ndakakuudzai kuti, ‘Muchatora nyika yavo muchiita yenyu, nyika yakanaka inoerera uchi nomukaka. Ini Tenzi, Mwari wenyu ndini ndakakutsaurai mukati medzimwe ndudzi.’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona24 Asi ini ndakakuudzai kuti, ‘Muchatora nyika yavo muchiita yenyu, nyika yakanaka inoerera uchi nomukaka. Ini Tenzi, Mwari wenyu ndini ndakakutsaurai mukati medzimwe ndudzi.’ See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Asi ndakati kwamuri, “Muchatora nyika yavo. Ndichaipa kwamuri senhaka, nyika inoerera mukaka nouchi.” Ndini Jehovha Mwari wenyu uyo akakutsaurai kubva kune dzimwe ndudzi. See the chapter |