Online Bible

- Advertisements -

Mupiro 20:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Musatevedzere tsika dzerudzi rwavanhu vandiri kufanokudzingirai imomo nokuti vaiita zvinhu zvose izvozvi, saka ndakavasema.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Musafamba netsika dzorudzi rwaʋanhu ʋandicadziŋga pamberi penyu; nokuti iʋo ʋakaita iɀoɀo ɀose, naiɀoɀo ndakaʋasema.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

23 Musafamba netsika dzorudzi rwavanhu vandichadzinga pamberi penyu; nokuti ivo vakaita izvozvo zvose, naizvozvo ndakavasema.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Musatevedzere tsika dzerudzi rwavanhu vandiri kufanokudzingirai imomo nokuti vaiita zvinhu zvose izvozvi, saka ndakavasema.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Musatevedzere tsika dzerudzi rwavanhu vandiri kufanokudzingirai imomo nokuti vaiita zvinhu zvose izvozvi, saka ndakavasema.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 Hamufaniri kutevera tsika dzendudzi dzandichadzinga pamberi penyu. Nokuti dzakaita zvinhu zvose izvi, ndikadzisema.

See the chapter Copy

Mupiro 20:23

Follow us:

Advertisements

Advertisements