Mupiro 20:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 “Usatorane navatete vako, kana kutorana nomukoma kana munun'una waamai vako nokuti makunakuna iwayo, vanozviparira. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Usafukura mainini ʋako, kana ʋatete ʋako, nokuti wafukura hama yake yomumba; ʋacaʋa nemhoȿa yaʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200219 “Usafukura mainini vako, kana vatete vako, nokuti wafukura hama yako yomumba; vachava nemhosva yavo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 “Usatorane navatete vako, kana kutorana nomukoma kana munun'una waamai vako nokuti makunakuna iwayo, vanozviparira. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona19 “Usatorane navatete vako, kana kutorana nomukoma kana munun'una waamai vako nokuti makunakuna iwayo, vanozviparira. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 “ ‘Usavata namainini kana vatete vako nokuti uku kuzvidza hama yapedyo; mose muri vaviri muchava nemhosva. See the chapter |