Mupiro 20:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Murume akaita chakaipa nemhuka ngaaurayiwe, Mhuka iyoyo ngaiurayiwewo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Kana munhu akaʋata necipfuwo, ɀirokwaɀo unofanira kuʋurawa; necipfuwo ʋo munofanira kuciʋuraya. See the chapterShona Bible 1949 revised 200215 Kana munhu akavata nechipfuwo, zvirokwazvo anofanira kuurawa; nechipfuwowo munofanira kuchiuraya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Murume akaita chakaipa nemhuka ngaaurayiwe, Mhuka iyoyo ngaiurayiwewo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona15 Murume akaita chakaipa nemhuka ngaaurayiwe, Mhuka iyoyo ngaiurayiwewo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 “ ‘Kana murume akavata nemhuka anofanira kuurayiwa uye munofanira kuuraya mhuka yacho. See the chapter |