Mupiro 2:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Ngakurege zvako kuva nomupiro wembesanwa waunounza kuna Tenzi uine mbiriso nokuti haufanire kupira kuna Tenzi mbiriso kana uchi zvahwo somupiro unoitwa zvokupisa kuna Tenzi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Cipiriso cipi necipi coʋupfu camunoʋuya naco kunaJehova ŋgacirege kuitwa nembiriso, nokuti hamufaniri kupisira Jehova cipiriso cinoitwa nomŋoto cinembiriso kana ʋuci. See the chapterShona Bible 1949 revised 200211 Chipiriso chipi nechipi choupfu chamunouya nacho kuna Jehovha ngachirege kuitwa nembiriso, nokuti hamufaniri kupisira Jehovha chipiriso chinoitwa nomoto chine mbiriso kana uchi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Ngakurege zvako kuva nomupiro wembesanwa waunounza kuna Tenzi uine mbiriso nokuti haufanire kupira kuna Tenzi mbiriso kana uchi zvahwo somupiro unoitwa zvokupisa kuna Tenzi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona11 Ngakurege zvako kuva nomupiro wembesanwa waunounza kuna Tenzi uine mbiriso nokuti haufanire kupira kuna Tenzi mbiriso kana uchi zvahwo somupiro unoitwa zvokupisa kuna Tenzi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 “ ‘Zvipiriso zvose zvezviyo zvamunouya nazvo kuna Jehovha zvinofanira kugadzirwa pasina mbiriso nokuti hamufaniri kupisa chero mbiriso kana uchi muchipiriso chinoitirwa Jehovha nomoto. See the chapter |