Online Bible

- Advertisements -

Mupiro 19:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 “Kana mokohwa minda yenyu regai kukohwa kusvikira kumichetocheto, kana kufuhwa muchitora mbesanwa dzinosaririra muminda yenyu pakukohwa.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Kana mucikohwa gohwa reminda yenyu, rega kukohwa miceto yomunda wako, ʋuye usaʋuŋganidza ɀawira pasi pakukohwa kwako.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

9 “Kana muchikohwa gohwa reminda yenyu, rega kukohwa micheto yomunda wako, uye usaunganidza zvawira pasi pakukohwa kwako.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 “Kana mokohwa minda yenyu regai kukohwa kusvikira kumichetocheto, kana kufuhwa muchitora mbesanwa dzinosaririra muminda yenyu pakukohwa.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 “Kana mokohwa minda yenyu regai kukohwa kusvikira kumichetocheto, kana kufuhwa muchitora mbesanwa dzinosaririra muminda yenyu pakukohwa.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 “ ‘Kana uchikohwa mumunda wako usakohwa kusvika kumuchetocheto womunda wako, kana kunhongera zvawira pasi pakukohwa.

See the chapter Copy

Mupiro 19:9

Follow us:

Advertisements

Advertisements