Mupiro 19:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 “Musambotsaudzira zvenyu pakutonga kana pakuera ukuru hwechinhu, kana kurema kwacho, kana uwandi hwezvinhu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Musaita ɀisina‐kururama pakutoŋga, kana pakuyera necitanda, kana pakuyera kurema, kana paciyero. See the chapterShona Bible 1949 revised 200235 “Musaita zvisina kururama pakutonga, kana pakuyera nechitanda, kana pakuyera kurema, kana pachiyero. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 “Musambotsaudzira zvenyu pakutonga kana pakuera ukuru hwechinhu, kana kurema kwacho, kana uwandi hwezvinhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona35 “Musambotsaudzira zvenyu pakutonga kana pakuera ukuru hwechinhu, kana kurema kwacho, kana uwandi hwezvinhu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 “ ‘Musashandise zviero zvokubiridzira kana muchiera urefu, uremu kana uwandu. See the chapter |