Online Bible

- Advertisements -

Mupiro 19:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 “Kana mazosvika kunyika iyoyo mukasima miti yemichero inodyiwa michero iyoyo ichava inorambidzwa kwamuri, hamubvumirwe kuidya kwemakore matatu, ngairege kudyiwa.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Kana muciȿika munyika, mukasima miti yamarudzi ose anodyiwa, munofanira kuti micero yayo yakaita seisina‐kudziŋgiswa; makore matatu icaʋa kwamuri seisina‐kudziŋgiswa; haifaniri kudyiwa.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

23 “Kana muchisvika munyika, mukasima miti yamarudzi ose anodyiwa, munofanira kuti michero yayo yakaita seisina kudzingiswa; makore matatu ichava kwamuri seisina kudzingiswa; haifaniri kudyiwa.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 “Kana mazosvika kunyika iyoyo mukasima miti yemichero inodyiwa michero iyoyo ichava inorambidzwa kwamuri, hamubvumirwe kuidya kwemakore matatu, ngairege kudyiwa.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 “Kana mazosvika kunyika iyoyo mukasima miti yemichero inodyiwa michero iyoyo ichava inorambidzwa kwamuri, hamubvumirwe kuidya kwemakore matatu, ngairege kudyiwa.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 “ ‘Kana mapinda munyika iyo mukadyara muchero upi noupi, torai michero yacho seisingabvumirwi. Kwamakore matatu munofanira kuitora seisingabvumirwi. Haifaniri kudyiwa.

See the chapter Copy

Mupiro 19:23

Follow us:

Advertisements

Advertisements