Mupiro 19:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Musati kune matsi dai ukawana chinokuwana. Usaisire bofu chinhu chokuripingirisha, unofanira kutya Mwari wako, ndini Tenzi ndinodaro. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Usatuka matsi, kana kupiŋganidza ɓofu; asi unofanira kutya Mŋari wako; ndini Jehova. See the chapterShona Bible 1949 revised 200214 Usatuka matsi, kana kupinganidza bofu; asi unofanira kutya Mwari wako; ndini Jehovha. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Musati kune matsi dai ukawana chinokuwana. Usaisire bofu chinhu chokuripingirisha, unofanira kutya Mwari wako, ndini Tenzi ndinodaro. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona14 Musati kune matsi dai ukawana chinokuwana. Usaisire bofu chinhu chokuripingirisha, unofanira kutya Mwari wako, ndini Tenzi ndinodaro. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 “ ‘Usatuka matsi kana kuisa chigumbuso mberi kwebofu, asi itya Mwari wako. Ndini Jehovha. See the chapter |