Mupiro 19:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 “Musabate mumwe wenyu zvakaipa kana kupamba zvinhu zvake. Regai kurara muine mubayiro womushandi usiku hwose kusvikira mangwanani. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Usamanikidza wokwako, kana kumutorera; haufaniri kugara ʋusiku bgose kuȿikira maŋgwana nomuɓayiro womuranda unokuɓatira. See the chapterShona Bible 1949 revised 200213 “Usamanikidza wokwako, kana kumutorera; haufaniri kugara usiku hwose kusvikira mangwana nomubayiro womuranda unokubatira. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 “Musabate mumwe wenyu zvakaipa kana kupamba zvinhu zvake. Regai kurara muine mubayiro womushandi usiku hwose kusvikira mangwanani. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona13 “Musabate mumwe wenyu zvakaipa kana kupamba zvinhu zvake. Regai kurara muine mubayiro womushandi usiku hwose kusvikira mangwanani. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 “ ‘Usabiridzira muvakidzani wako kana kumutorera chinhu nechisimba. “ ‘Usachengeta mubayiro womushandi kusvikira mangwana. See the chapter |