Mupiro 19:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Musabva mafuhwiridza munda wamagirepisi kana kubva manhongerera magirepesi anenge adonhera pasi. Ngazvisiyirwe varombo navatorwa. Ini Tenzi Mwari wenyu ndini ndinodaro. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Usakohwa ɀose pamunda wako wemizambiriŋga, ʋuye usaʋuŋganidza micero yawira pasi yomunda wako wemizambiriŋga; unofanira kuɀisiyira ʋarombo naʋaeni; ndini Jehova Mŋari wenyu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 Usakohwa zvose pamunda wako wemizambiringa, uye usaunganidza michero yawira pasi yomunda wako wemizambiringa; unofanira kuzvisiyira varombo navaeni; ndini Jehovha Mwari wenyu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Musabva mafuhwiridza munda wamagirepisi kana kubva manhongerera magirepesi anenge adonhera pasi. Ngazvisiyirwe varombo navatorwa. Ini Tenzi Mwari wenyu ndini ndinodaro. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona10 Musabva mafuhwiridza munda wamagirepisi kana kubva manhongerera magirepesi anenge adonhera pasi. Ngazvisiyirwe varombo navatorwa. Ini Tenzi Mwari wenyu ndini ndinodaro. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Musakohwa kechipiri mumunda wemizambiringa kana kunhonga mazambiringa adonha. Zvisiyire varombo kana vatorwa. Ndini Jehovha Mwari wenyu. See the chapter |