Mupiro 18:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Usatorane nomukadzi wababa wako, kuzvidza baba ikoko. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Usafukura mukadzi waɓaɓa ʋako; ndiko kufukura ɓaɓa ʋako. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Usafukura mukadzi wababa vako; ndiko kufukura baba vako. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Usatorane nomukadzi wababa wako, kuzvidza baba ikoko. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Usatorane nomukadzi wababa wako, kuzvidza baba ikoko. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 “ ‘Usasangana nomukadzi wababa vako, izvi zvingazvidza baba vako. See the chapter |