Mupiro 18:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 “Hakuna munhu anobvumirwa kutorana nehama yepedyo achiifukura, ndini Tenzi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ŋgakurege kuʋa nomunhu unosweɗera kuhama yake yomumba, kuti amufukure, ndini Jehova. See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 “Ngakurege kuva nomunhu unoswedera kuhama yake yomumba, kuti amufukure, ndini Jehovha. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 “Hakuna munhu anobvumirwa kutorana nehama yepedyo achiifukura, ndini Tenzi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 “Hakuna munhu anobvumirwa kutorana nehama yepedyo achiifukura, ndini Tenzi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 “ ‘Hapana anofanira kuswedera kuhama yepedyo kuti avate naye. Ndini Jehovha. See the chapter |