Mupiro 18:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Nyika yavo yakan'oreswa nezviito zvavo saka ndakairanga pamusana pouipi hwayo, nyika iyoyo ikaita zvokurutsa vanhu vemo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 nenyika yakaȿiɓiswa; naiɀoɀo ndinoiroʋa pamsoro peɀakaipa ɀayo, nyika irutse ʋanhu ʋagere’mo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200225 nenyika yakasvibiswa; naizvozvo ndinoirova pamusoro pezvakaipa zvayo, nyika irutse vanhu vageremo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Nyika yavo yakan'oreswa nezviito zvavo saka ndakairanga pamusana pouipi hwayo, nyika iyoyo ikaita zvokurutsa vanhu vemo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona25 Nyika yavo yakan'oreswa nezviito zvavo saka ndakairanga pamusana pouipi hwayo, nyika iyoyo ikaita zvokurutsa vanhu vemo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Kunyange nyika yakasvibiswa; naizvozvo ndakairanga nokuda kwezvakaipa zvayo uye nyika yakarutsa vagari vayo. See the chapter |