Mupiro 18:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 “Usazvin'orese nezviito zvakadaro nokuti ndudzi dzavanhu vomunyika yamuchandogara dzandichadzinga dzakazvin'oresa nezviito izvozvo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Regai kuɀiȿiɓisa kunecinhu cimŋe caiɀoɀi; nokuti ʋahedeni ʋakaȿiɓiswa neɀinhu iɀi ɀose, iʋo ʋandakadziŋga pamberi penyu; See the chapterShona Bible 1949 revised 200224 “Regai kuzvisvibisa kune chinhu chimwe chaizvozvi; nokuti vahedheni vakasvibiswa nezvinhu izvi zvose, ivo vandakadzinga pamberi penyu; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 “Usazvin'orese nezviito zvakadaro nokuti ndudzi dzavanhu vomunyika yamuchandogara dzandichadzinga dzakazvin'oresa nezviito izvozvo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona24 “Usazvin'orese nezviito zvakadaro nokuti ndudzi dzavanhu vomunyika yamuchandogara dzandichadzinga dzakazvin'oresa nezviito izvozvo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 “ ‘Musazvisvibisa neimwe yenzira idzi nokuti ndudzi dzandichadzinga pamberi penyu dzakazvisvibisa naizvozvo. See the chapter |