Mupiro 18:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Usatorane nomudzimai wemukoma kana munun'una wako kuzvidza mukoma kana munun'una wako. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Usafukura mukadzi womunuŋuna wako, ndiko kufukurwa kwomŋanakomana wako. See the chapterShona Bible 1949 revised 200216 Usafukura mukadzi womun'una wako, ndiko kufukurwa kwomwanakomana wako. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Usatorane nomudzimai wemukoma kana munun'una wako kuzvidza mukoma kana munun'una wako. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona16 Usatorane nomudzimai wemukoma kana munun'una wako kuzvidza mukoma kana munun'una wako. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 “ ‘Usasangana nomukadzi womukoma kana mununʼuna wako; izvi zvingauyisa kuzvidzwa kwomukoma kana mununʼuna wako. See the chapter |