Mupiro 18:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Usatorane nomuroora wako, mudzimai womwana wako saka usatorane naye. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Usafukura mukadzi womŋanakomana wako, ndimukadzi womŋanakomana wako; usamufukura. See the chapterShona Bible 1949 revised 200215 Usafukura mukadzi womwanakomana wako, ndimukadzi womwanakomana wako; usamufukura. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Usatorane nomuroora wako, mudzimai womwana wako saka usatorane naye. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona15 Usatorane nomuroora wako, mudzimai womwana wako saka usatorane naye. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 “ ‘Usasangana nomuroora wako, mukadzi womwanakomana wako; usasangana naye. See the chapter |