Mupiro 18:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Usatorane nomukoma kana munun'una waamai vako nokuti ihama yaamai vako yomumba chaiyo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Usafukura mainini ʋako, nokuti ihama yomumba mamai ʋako. See the chapterShona Bible 1949 revised 200213 Usafukura mainini vako, nokuti ihama yomumba mamai vako. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Usatorane nomukoma kana munun'una waamai vako nokuti ihama yaamai vako yomumba chaiyo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona13 Usatorane nomukoma kana munun'una waamai vako nokuti ihama yaamai vako yomumba chaiyo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 “ ‘Usasangana nomukoma kana mununʼuna wamai vako nokuti ihama yamai vako yepedyo. See the chapter |