Mupiro 17:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Asi kana akarega kudzisuka kana kushamba muviri, ane mhosva.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Asi kana asiŋgadzisuki, kana kushambidza muʋiri wake, ucafanira kuʋa nemhoȿa yake. See the chapterShona Bible 1949 revised 200216 Asi kana asingadzisuki, kana kushambidza muviri wake, uchafanira kuva nemhosva yake.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Asi kana akarega kudzisuka kana kushamba muviri, ane mhosva.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona16 Asi kana akarega kudzisuka kana kushamba muviri, ane mhosva.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Asi kana akarega kusuka nguo dzake akashamba iye, achapiwa mhosva.’ ” See the chapter |