Online Bible

- Advertisements -

Mupiro 17:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Ndinodaro nokuti muropa rezvipenyu zvose ndimo mune upenyu hwazvo. Ndakaripa kwamuri kuti murishandise paatari kupfupira zvitadzo zvenyu. Ropa ndiro rinoripira zvitadzo pamusana poupenyu huri mariri.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Nokuti ʋupenyu bgenyama bguri muropa; ndakakupai iro paartari, kuti riyananisire mŋeya yenyu; nokuti iropa rinoyananisira nokuɗa kwoʋupenyu bguri’mo.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Nokuti upenyu hwenyama huri muropa; ndakakupai iro paatari, kuti riyananisire mweya yenyu; nokuti iropa rinoyananisira nokuda kwoupenyu hurimo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Ndinodaro nokuti muropa rezvipenyu zvose ndimo mune upenyu hwazvo. Ndakaripa kwamuri kuti murishandise paatari kupfupira zvitadzo zvenyu. Ropa ndiro rinoripira zvitadzo pamusana poupenyu huri mariri.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Ndinodaro nokuti muropa rezvipenyu zvose ndimo mune upenyu hwazvo. Ndakaripa kwamuri kuti murishandise paatari kupfupira zvitadzo zvenyu. Ropa ndiro rinoripira zvitadzo pamusana poupenyu huri mariri.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Nokuti upenyu hwenyama huri muropa uye ndaripa kwamuri kuti rikuyananisirei paaritari; ropa ndiro rinoyananisira upenyu hwomunhu.

See the chapter Copy

Mupiro 17:11

Follow us:

Advertisements

Advertisements