Mupiro 17:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 “MuIsiraeri wose kana mutorwa upi zvake agere pakati pavo anodya ropa, ndichaonana nomunhu iyeyo anodya ropa ndichamuchekanisa ukama nevokwake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Munhu upi noupi waʋeimba yaIsraeri, kana waʋatorwa ʋagere pakati paʋo, unodya ropa ripi neripi, ndicatoŋga munhu uyo unodya ropa, ndimubvise pakati porudzi rwake. See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 “Munhu upi noupi waveimba yaIsiraeri, kana wavatorwa vagere pakati pavo, unodya ropa ripi neripi, ndichatonga munhu uyo unodya ropa, ndimubvise pakati porudzi rwake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 “MuIsiraeri wose kana mutorwa upi zvake agere pakati pavo anodya ropa, ndichaonana nomunhu iyeyo anodya ropa ndichamuchekanisa ukama nevokwake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona10 “MuIsiraeri wose kana mutorwa upi zvake agere pakati pavo anodya ropa, ndichaonana nomunhu iyeyo anodya ropa ndichamuchekanisa ukama nevokwake. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 “ ‘MuIsraeri upi zvake kana mutorwa agere pakati pavo anodya ropa ripi zvaro ndichanangana nomunhu iyeye anodya ropa uye ndichamubvisa pakati pavanhu vokwake. See the chapter |