Online Bible

- Advertisements -

Mupiro 16:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 Ndinodaro nokuti pazuva irori ndipo panoripirwa zvitadzo zvenyu kuti muchenurwe kuzvitadzo zvenyu zvose, munobva macheneswa pana Tenzi.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

30 nokuti munofanira kuyananisirwa nezuʋa iro, kuti munatswe; munofanira kunatswa paɀiʋi ɀenyu ɀose pamberi paJehova.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

30 nokuti munofanira kuyananisirwa nezuva iro, kuti munatswe; munofanira kunatswa pazvivi zvenyu zvose pamberi paJehovha.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 Ndinodaro nokuti pazuva irori ndipo panoripirwa zvitadzo zvenyu kuti muchenurwe kuzvitadzo zvenyu zvose, munobva macheneswa pana Tenzi.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

30 Ndinodaro nokuti pazuva irori ndipo panoripirwa zvitadzo zvenyu kuti muchenurwe kuzvitadzo zvenyu zvose, munobva macheneswa pana Tenzi.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

30 nokuti pazuva iri muchayananisirwa, kuti mucheneswe. Ipapo, pamberi paJehovha muchava vakachena pazvivi zvenyu zvose.

See the chapter Copy

Mupiro 16:30

Follow us:

Advertisements

Advertisements