Mupiro 16:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Kana Aroni apinda munzvimbo inoera, ngauye nehandira ichiri duku yomupiro wokupfupira zvitadzo nehondohwe yomupiro wokupisa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ɀino Aroni ŋgaapinde munɀimbo tȿene neɀinhu iɀi: Nzombe ɗuku, ciʋe cipiriso ceɀiʋi, negondobge, ciʋe cipiriso cinopiswa. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Zvino Aroni ngaapinde munzvimbo tsvene nezvinhu izvi: Nzombe duku, chive chipiriso chezvivi, negondohwe, chive chipiriso chinopiswa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Kana Aroni apinda munzvimbo inoera, ngauye nehandira ichiri duku yomupiro wokupfupira zvitadzo nehondohwe yomupiro wokupisa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Kana Aroni apinda munzvimbo inoera, ngauye nehandira ichiri duku yomupiro wokupfupira zvitadzo nehondohwe yomupiro wokupisa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 “Aya ndiwo mapindiro anofanira kuita Aroni munzvimbo tsvene: apinde nehando diki yechipiriso chechivi uye negondobwe rechipiriso chinopiswa. See the chapter |