Mupiro 15:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Kana ropa rake ramira kubuda ngaambogara kwamazuva manomwe, kana mazuva iwayo apera, achava munhu akachenurwa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Asi kana anatswa pakuyerera kwake, unofanira kuɀitarira mazuʋa manomŋe; kana iwo apera ucaʋa wakanaka. See the chapterShona Bible 1949 revised 200228 Asi kana anatswa pakuyerera kwake, anofanira kuzvitarira mazuva manomwe; kana iwo apera uchava wakanaka. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Kana ropa rake ramira kubuda ngaambogara kwamazuva manomwe, kana mazuva iwayo apera, achava munhu akachenurwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona28 Kana ropa rake ramira kubuda ngaambogara kwamazuva manomwe, kana mazuva iwayo apera, achava munhu akachenurwa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 “ ‘Kana achinge acheneswa kubva pakuerera kwake anofanira kuverenga mazuva manomwe, mushure maizvozvo achava akachena. See the chapter |