Mupiro 15:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 “Kana mukadzi ari panguva yake yokutevera kuri kutevera samazuva ose achava munhu akan'ora kwamazuva manomwe. Ani naani anomugunzwa achava munhu akan'ora kusvikira zuva ridoke. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Kana mukadzi aneɀinoyerera, ɀinoyerera pamuʋiri wake riri ropa, ucaʋa pakusanaka kwake mazuʋa manomŋe; aninani unomuɓata ucaʋa usina‐kunaka kuȿikira maɗeko. See the chapterShona Bible 1949 revised 200219 “Kana mukadzi ane zvinoyerera, zvinoyerera pamuviri wake riri ropa, uchava pakusanaka kwake mazuva manomwe; ani naani unomubata uchava usina kunaka kusvikira madeko. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 “Kana mukadzi ari panguva yake yokutevera kuri kutevera samazuva ose achava munhu akan'ora kwamazuva manomwe. Ani naani anomugunzwa achava munhu akan'ora kusvikira zuva ridoke. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona19 “Kana mukadzi ari panguva yake yokutevera kuri kutevera samazuva ose achava munhu akan'ora kwamazuva manomwe. Ani naani anomugunzwa achava munhu akan'ora kusvikira zuva ridoke. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 “ ‘Kana mukadzi ari kumwedzi, kusachena kwokuenda kumwedzi kwake kuchapera mushure mamazuva manomwe, uye ani naani achamubata achava asina kuchena kusvikira manheru. See the chapter |