Mupiro 14:57 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika57 Murao iwoyo unobatsira kuziva kuti chinhu ichi chakan'ora here kana kuti kwete. Uyu ndiwo murao wechirwere chamapere.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)57 kuziʋisa muprista kana cinhu cisina‐kunaka kana cakanaka. Ndiwo murairo wamaperembudzi. See the chapterShona Bible 1949 revised 200257 kuzivisa mupristi kana chinhu chisina kunaka kana chakanaka. Ndiwo murayiro wamaperembudzi.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika57 Murao iwoyo unobatsira kuziva kuti chinhu ichi chakan'ora here kana kuti kwete. Uyu ndiwo murao wechirwere chamapere.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona57 Murao iwoyo unobatsira kuziva kuti chinhu ichi chakan'ora here kana kuti kwete. Uyu ndiwo murao wechirwere chamapere.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi57 kuti mugoziva kuti chinhu chakachena kana kuti hachina kuchena. Iyi ndiyo mirayiro yezvirwere zvinotapuriranwa zvamaperembudzi. See the chapter |