Mupiro 14:48 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika48 “Asi kana mupristi akauya kuzoongorora akaona chiundudzi chisina kupararira nemba iya ngaataure pachena kuti haina kun'ora nokuti chiundudzi chose chinenge chapera. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)48 Kana muprista akapinda, akatarira, akaʋona kuti hosha haina‐kupararira mumba, kubva pakuʋuyiwa kweimba, muprista unofanira kureʋa kuti imba yakanaka, nokuti hosha yapora. See the chapterShona Bible 1949 revised 200248 “Kana mupristi akapinda, akatarira, akaona kuti hosha haina kupararira mumba, kubva pakuuyiwa kweimba, mupristi anofanira kureva kuti imba yakanaka, nokuti hosha yapora. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika48 “Asi kana mupristi akauya kuzoongorora akaona chiundudzi chisina kupararira nemba iya ngaataure pachena kuti haina kun'ora nokuti chiundudzi chose chinenge chapera. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona48 “Asi kana mupristi akauya kuzoongorora akaona chiundudzi chisina kupararira nemba iya ngaataure pachena kuti haina kun'ora nokuti chiundudzi chose chinenge chapera. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi48 “Asi kana muprista akauya kuzoiongorora, akaona kuti maperembudzi haana kupararira mumba mushure mokunge yadzurwa, achati imba yakachena nokuti maperembudzi aenda. See the chapter |