Mupiro 14:47 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika47 Ani naani anorara mumba imomo uye ani naani anodyiramo ngaasuke hanzu dzake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)47 Munhu wakaʋata muimba iyo, unofanira kusuka ŋguʋo dzake. See the chapterShona Bible 1949 revised 200247 Munhu wakavata muimba iyo, anofanira kusuka nguo dzake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika47 Ani naani anorara mumba imomo uye ani naani anodyiramo ngaasuke hanzu dzake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona47 Ani naani anorara mumba imomo uye ani naani anodyiramo ngaasuke hanzu dzake. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi47 Munhu wose achavata kana kuti achadya ari mumba iyoyo anofanira kusuka nguo dzake. See the chapter |