Mupiro 14:45 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 Ngaapaze imba iyoyo. Mabwe ayo namapango ayo nevhu rayo ngazvitakurwe zviendwe nazvo kunze kweguta kunorasirwa marara. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)45 Ɀino unofanira kuputsa imba, namabge ayo, namatanda ayo, nevu rose reimba, ndokuɀitakurira kunze kweguta kunɀimbo isina‐kunaka. See the chapterShona Bible 1949 revised 200245 Zvino anofanira kuputsa imba, namabwe ayo, namatanda ayo, nevhu rose reimba, ndokuzvitakurira kunze kweguta kunzvimbo isina kunaka. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 Ngaapaze imba iyoyo. Mabwe ayo namapango ayo nevhu rayo ngazvitakurwe zviendwe nazvo kunze kweguta kunorasirwa marara. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona45 Ngaapaze imba iyoyo. Mabwe ayo namapango ayo nevhu rayo ngazvitakurwe zviendwe nazvo kunze kweguta kunorasirwa marara. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi45 Inofanira kupazwa, matombo ayo, mapuranga nokudzura kwose, zvotorwa zvoendeswa kunze kweguta kunzvimbo isina kuchena. See the chapter |