Mupiro 14:41 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 “Mupristi ngaati madziro ose omukati memba iyoyo aparwe. Zvakwakwanuka zvacho ngazvindorasirwa kunze kweguta kunorasirwa marara. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 ipapo ŋgaaraire kuti imba iparwe mukati mayo kunhiʋi dzose, mavu aʋanopara agoɗururirwa kunze kweguta panɀimbo isina‐kunaka; See the chapterShona Bible 1949 revised 200241 ipapo ngaaraire kuti imba iparwe mukati mayo kunhivi dzose, mavhu avanopara agodururirwa kunze kweguta panzvimbo isina kunaka; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 “Mupristi ngaati madziro ose omukati memba iyoyo aparwe. Zvakwakwanuka zvacho ngazvindorasirwa kunze kweguta kunorasirwa marara. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona41 “Mupristi ngaati madziro ose omukati memba iyoyo aparwe. Zvakwakwanuka zvacho ngazvindorasirwa kunze kweguta kunorasirwa marara. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi41 Ipapo ngaarayire kuti madziro ose omukati memba aparwe uye zvaparwa zvigoraswa kunzvimbo isina kuchena kunze kweguta. See the chapter |