Mupiro 14:37 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Ngaaongorore chiundudzi chacho, kana akaona chisiri pamusoro chete, chakapinda mukati memadziro, chiine ruvara rwamashizha kana kuti rwakatsvukuruka, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)37 Ɀino ŋgaacerekedze hosha; kana akaʋona kuti hosha iri mumadziro eimba; inamaʋara akapinda, akaita samatema kana matȿuku, akaita saakapinda mukati mamadziro, See the chapterShona Bible 1949 revised 200237 Zvino ngaacherekedze hosha; kana akaona kuti hosha iri mumadziro eimba; ina mavara akapinda, akaita samatema kana matsvuku, akaita saakapinda mukati mamadziro, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika37 Ngaaongorore chiundudzi chacho, kana akaona chisiri pamusoro chete, chakapinda mukati memadziro, chiine ruvara rwamashizha kana kuti rwakatsvukuruka, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona37 Ngaaongorore chiundudzi chacho, kana akaona chisiri pamusoro chete, chakapinda mukati memadziro, chiine ruvara rwamashizha kana kuti rwakatsvukuruka, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi37 Anofanira kuongorora chakwindi chiri mumadziro eimba uye kana pane makomba makomba ane ruvara rwezerere kana akatsvukuruka, See the chapter |