Online Bible

- Advertisements -

Mupiro 14:36 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

36 Mupristi ngaati zvose zviri muimba yacho zviburitswe panze asati apindamo kundoongorora chiundudzi chacho nokuti akasadaro zvose zvirimo zvingazonzi zvakan'ora. Mushure maizvozvo mupristi ngaapindemo kundoongorora imba iyoyo.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

36 Ipapo muprista unofanira kuraira kuti ʋaɓuɗise ɀose ɀiri mumba, iye muprista asina‐kupinda kundotarira hosha, kuti ɀose ɀiri mumba ɀirege kuȿiɓiswa; pashure muprista apinde kundotarira imba iyo.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

36 Ipapo mupristi anofanira kuraira kuti vabudise zvose zviri mumba, iye mupristi asina kupinda kundotarira hosha, kuti zvose zviri mumba zvirege kusvibiswa; pashure mupristi apinde kundotarira imba iyo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

36 Mupristi ngaati zvose zviri muimba yacho zviburitswe panze asati apindamo kundoongorora chiundudzi chacho nokuti akasadaro zvose zvirimo zvingazonzi zvakan'ora. Mushure maizvozvo mupristi ngaapindemo kundoongorora imba iyoyo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

36 Mupristi ngaati zvose zviri muimba yacho zviburitswe panze asati apindamo kundoongorora chiundudzi chacho nokuti akasadaro zvose zvirimo zvingazonzi zvakan'ora. Mushure maizvozvo mupristi ngaapindemo kundoongorora imba iyoyo.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

36 Ipapo muprista anofanira kurayira kuti vabudise zvose zviri mumba muprista asati apinda kundotarira hosha, kuti kurege kuva nechinhu chiri mumba chichanzi hachina kuchena. Mushure maizvozvo muprista anofanira kupinda agoongorora imba.

See the chapter Copy

Mupiro 14:36

Follow us:

Advertisements

Advertisements