Mupiro 13:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Mupristi ngaongororezve kana akaona kuti matuzu acho apararira neganda, ngaataure pachena kuti munhu iyeyo ava munhu akan'ora, chinenge chiri chirwere chamapere. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 ɀino muprista unofanira kucerekedza; kana akaʋona kuti pakafunuka panyeŋga paganda, ipapo muprista unofanira kureʋa kuti haana‐kunaka, maperembudzi. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 zvino mupristi anofanira kucherekedza; kana akaona kuti pakafunuka panyenga paganda, ipapo mupristi anofanira kureva kuti haana kunaka, maperembudzi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Mupristi ngaongororezve kana akaona kuti matuzu acho apararira neganda, ngaataure pachena kuti munhu iyeyo ava munhu akan'ora, chinenge chiri chirwere chamapere. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Mupristi ngaongororezve kana akaona kuti matuzu acho apararira neganda, ngaataure pachena kuti munhu iyeyo ava munhu akan'ora, chinenge chiri chirwere chamapere. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Muprista anofanira kumuongorora, uye kana tumapundu twapararira neganda, achazivisa kuti haana kuchena; chirwere chinotapukira. See the chapter |