Mupiro 13:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Asi kana matuzu acho apararira neganda iye akambozvirakidza kumupristi kuti achenurwe, ngaazviratidze zvakare kumupristi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Asi kana pakafunuka paciramba pacinyeŋga paganda, amboɀiratidza kumuprista kuti anzi wakanaka, ipapo unofanira kuɀiratidza ɀe kumuprista; See the chapterShona Bible 1949 revised 20027 Asi kana pakafunuka pachiramba pachinyenga paganda, ambozviratidza kumupristi kuti anzi wakanaka, ipapo anofanira kuzviratidzazve kumupristi; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Asi kana matuzu acho apararira neganda iye akambozvirakidza kumupristi kuti achenurwe, ngaazviratidze zvakare kumupristi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona7 Asi kana matuzu acho apararira neganda iye akambozvirakidza kumupristi kuti achenurwe, ngaazviratidze zvakare kumupristi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Asi kana tumapundu tukapararira nomuviri wake shure kwokunge azviratidza kumuprista kuti zviziviswe kuti akachena, anofanira kuenda kumuprista zvakare. See the chapter |