Mupiro 13:58 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika58 Asi hanzu iyoyo yakarukwa nerineni kana newuru kana chimwe chinhu zvacho chedehwe chamuchasuka chichisara chisisina chiundudzi ngachisukwe rwechipiri chichava chisina kun'ora. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)58 asi ŋguʋo yaunosuka, kana pakarukwa, kana pakakoshwa, kana ciri cinhu cipi necipi ceɗebge, kana hosha ikabva kwaciri, cinofanira kusukwa rwecipiri, cigoʋa cakanaka. See the chapterShona Bible 1949 revised 200258 asi nguo yaunosuka, kana pakarukwa, kana pakakoswa, kana chiri chinhu chipi nechipi chedehwe, kana hosha ikabva kwachiri, chinofanira kusukwa rwechipiri, chigova chakanaka. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika58 Asi hanzu iyoyo yakarukwa nerineni kana newuru kana chimwe chinhu zvacho chedehwe chamuchasuka chichisara chisisina chiundudzi ngachisukwe rwechipiri chichava chisina kun'ora. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona58 Asi hanzu iyoyo yakarukwa nerineni kana newuru kana chimwe chinhu zvacho chedehwe chamuchasuka chichisara chisisina chiundudzi ngachisukwe rwechipiri chichava chisina kun'ora. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi58 Nguo iyi, kana mucheka wakarukwa, kana chinhu chedehwe chasukwa uye chabviswa maperembudzi, chinofanira kusukwa zvakare uye chichava chakachena.” See the chapter |