Mupiro 13:57 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika57 Asi kana chiundudzi ichocho chikamukirira pahanzu iyoyo, yakarukwa kana yedehwe chichipararira nehanzu iyoyo ipisei nomoto. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)57 asi kana ikaramba iciʋonekwa paŋguʋo, kana pakarukwa, kana pakakoshwa, kana pacinhu cipi necipi ceɗebge, ihosha inoɓuɗa; unofanira kupisa cinhu ico cinehosha nomŋoto; See the chapterShona Bible 1949 revised 200257 asi kana ikaramba ichionekwa panguo, kana pakarukwa, kana pakakoshwa, kana pachinhu chipi nechipi chedehwe, ihosha inobuda; anofanira kupisa chinhu icho chine hosha nomoto; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika57 Asi kana chiundudzi ichocho chikamukirira pahanzu iyoyo, yakarukwa kana yedehwe chichipararira nehanzu iyoyo ipisei nomoto. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona57 Asi kana chiundudzi ichocho chikamukirira pahanzu iyoyo, yakarukwa kana yedehwe chichipararira nehanzu iyoyo ipisei nomoto. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi57 Asi kana zvikabuda zvakare pachipfeko, kana pamucheka wakarukwa, kana pachinhu chedehwe, zviri kupararira uye chose chine maperembudzi chinofanira kupiswa nomoto. See the chapter |