Mupiro 13:56 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika56 “Asi kana mupristi paanochiongorora, akaona chiundudzi ichocho chakambosukwa chabhuruvara ngaabvarure abvise panga paine chiundudzi, pahanzu yakarukwa nerineni kana newuru, kana padehwe. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)56 Kana muprista akacerekedza, akaʋona kuti hosha yaʋa nani pakusukwa kwayo, unofanira kubvarura ŋguʋo kupabvisa’po, kana paɗebge, kana pakarukwa, kana pakakoshwa; See the chapterShona Bible 1949 revised 200256 Kana mupristi akacherekedza, akaona kuti hosha yava nani pakusukwa kwayo, anofanira kubvarura nguo kupabvisapo, kana padehwe, kana pakarukwa, kana pakakoswa; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika56 “Asi kana mupristi paanochiongorora, akaona chiundudzi ichocho chakambosukwa chabhuruvara ngaabvarure abvise panga paine chiundudzi, pahanzu yakarukwa nerineni kana newuru, kana padehwe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona56 “Asi kana mupristi paanochiongorora, akaona chiundudzi ichocho chakambosukwa chabhuruvara ngaabvarure abvise panga paine chiundudzi, pahanzu yakarukwa nerineni kana newuru, kana padehwe. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi56 Kana muprista akachiongorora, maperembudzi akange aumbuka mushure mokunge chinhu chasukwa, anofanira kubvarura chidimbu chapinda utachiona kubva panguo, kana padehwe kana pamucheka wakarukwa. See the chapter |