Mupiro 13:53 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika53 “Asi kana mupristi akaiongorora akaona kuti chiundudzi chiya hachina kupararira nehanzu iya yakarukwa nerineni kana newuru kana chii zvacho chedehwe See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)53 Kana muprista akatarira, akaʋona kuti hosha haina‐kunyeŋga paŋguʋo, kana pakarukwa, kana pakakoshwa, kana pacinhu cipi necipi ceɗebge; See the chapterShona Bible 1949 revised 200253 “Kana mupristi akatarira, akaona kuti hosha haina kunyenga panguo, kana pakarukwa, kana pakakoshwa, kana pachinhu chipi nechipi chedehwe; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika53 “Asi kana mupristi akaiongorora akaona kuti chiundudzi chiya hachina kupararira nehanzu iya yakarukwa nerineni kana newuru kana chii zvacho chedehwe See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona53 “Asi kana mupristi akaiongorora akaona kuti chiundudzi chiya hachina kupararira nehanzu iya yakarukwa nerineni kana newuru kana chii zvacho chedehwe See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi53 “Asi kana muprista akachiongorora, maperembudzi asina kupararira muchipfeko kana mucheka wakarukwa, kana chinhu chakagadzirwa nedehwe, See the chapter |